1 Samueri 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Samueri akamuudza zvose, akasamuvanzira chinhu. Ipapo Eri akati, “NdiJehovha, regai aite zvaanoona zvakanaka.”

1 Samueri 3

1 Samueri 3:10-21