1 Samueri 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eri akabvunza akati, “Wakaudzweiko naJehovha? Usandivanzira hako. Mwari ngaakurange zvakanyanya kana ukandivanzira kana chinhu chimwe zvacho chaakakuudza.”

1 Samueri 3

1 Samueri 3:16-21