1 Samueri 28:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFiristia vakaungana vakauya vakadzika musasa paShunemi, uye Sauro akaunganidza vaIsraeri vose akadzika musasa paGiribhoa.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:1-9