1 Samueri 28:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Samueri akanga afa, uye vaIsraeri vose vakanga vamuchema, vakamuviga muguta rake reRama. Sauro akanga adzinga panyika masvikiro navauki.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:1-7