1 Samueri 28:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akanga ane mhuru yakakodzwa pamba pake, uye akaiuraya pakarepo. Akatora upfu hwegorosi akahukanya akabika chingwa chisina mbiriso.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:21-25