1 Samueri 28:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akaramba akati, “Handidi kudya.” Asi vanhu vake vakabatsirana nomukadzi pakumugombedzera, uye akavanzwa. Akasimuka akagara panhoo.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:18-25