1 Samueri 28:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo vaFiristia vakaunganidza varwi vavo kuti vazorwa navaIsraeri. Akishi akati kuna Dhavhidhi, “Unofanira kunzwisisa kuti iwe navanhu vako muchaenda neni kuhondo.”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:1-6