1 Samueri 27:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akishi akavimba naDhavhidhi akati mumwoyo make, “Ava munhu anovengwa kwazvo navanhu vokwake, ivo vaIsraeri, zvokuti achava muranda wangu nokusingaperi.”

1 Samueri 27

1 Samueri 27:9-12