1 Samueri 26:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akabvunza Ahimereki muHeti naAbhishai mwanakomana waZeruya, munun'una waJoabhu akati, “Ndianiko achapinda neni mumusasa kuna Sauro?” Abhishai akati, “Ndichaenda nemi.”

1 Samueri 26

1 Samueri 26:1-7