1 Samueri 25:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhigairi akati adzokera kuna Nabhari, akanga ari mumba achiita mutambo wakafanana nowamambo. Mwoyo wake wakanga wakafara kwazvo uye akadhakwa. Saka haana chaakamuudza kusvikira mangwana.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:26-44