1 Samueri 25:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akagamuchira kubva muruoko rwake zvaakanga amuvigira akati, “Enda kumba norugare. Ndanzwa mashoko ako uye nechikumbiro chako.”

1 Samueri 25

1 Samueri 25:27-43