1 Samueri 23:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu vaDhavidhi vakati kwaari, “Isu vokuno kuJudha tinotya. Zvino, zvikuru sei kana tikaenda kuKeira kundorwa navarwi vavaFiristia!”

1 Samueri 23

1 Samueri 23:1-8