1 Samueri 23:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akabvunza Jehovha akati, “Ndoenda here kundorwa navaFiristia ava?” Jehovha akamupindura akati, “Enda, urwise vaFiristia ugoponesa Keira.”

1 Samueri 23

1 Samueri 23:1-7