1 Samueri 23:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro navanhu vake vakatanga kutsvaka, uye Dhavhidhi akati azvinzwa akaburuka akaenda kune rimwe dombo uye akagara muRenje reMaoni. Sauro akati anzwa izvi, akaenda kuRenje reMaoni achitevera Dhavhidhi.

1 Samueri 23

1 Samueri 23:19-29