1 Samueri 23:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakasimuka vakaenda kuZifi pamberi paSauro. Zvino Dhavhidhi navanhu vake vakanga vari muRenje reMaoni, muArabha zasi kweJeshimoni.

1 Samueri 23

1 Samueri 23:14-29