1 Samueri 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, vanhu veKeira vachandiisa kwaari here? Ko, Sauro achaburuka here, sokunzwa kwaita muranda wenyu? Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, zivisai muranda wenyu.” Uye Jehovha akati, “Achauya.”

1 Samueri 23

1 Samueri 23:9-13