1 Samueri 23:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati, “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, muranda wenyu anzwa zvechokwadi kuti Sauro ari kuronga kuti auye kuKeira kuti aparadze guta iri nokuda kwangu.

1 Samueri 23

1 Samueri 23:6-18