1 Samueri 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahimereki akapindura mambo akati, “Ndianiko pakati pavaranda venyu vose akatendeka saDhavhidhi, mukuwasha wamambo, mukuru wavarindi venyu uye anokudzwa kwazvo mumba menyu?

1 Samueri 22

1 Samueri 22:4-18