1 Samueri 22:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kwaari, “Seiko mandirangana, iwe nomwanakomana waJese, uchimupa chingwa nomunondo uye nokumubvunzira kuna Mwari, zvokuti andimukira uye anondivandira, sezvaanoita nhasi?”

1 Samueri 22

1 Samueri 22:7-20