1 Samueri 20:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akakwakuka patafura nokutsamwa kukuru; pazuva rechipiri iroro romwedzi haana kudya, nokuti akanga akatsamwira baba vake nokuda kwamabatiro anonyadza avakanga vaita Dhavhidhi.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:27-37