1 Samueri 20:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Sauro akapotsera pfumo rake kwaari kuti amuuraye. Ipapo Jonatani akaziva kuti baba vake vakanga vachida kuuraya Dhavhidhi.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:24-35