1 Samueri 20:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsamwa kwaSauro kwakanganduma nokuda kwaJonatani, akati kwaari, “Iwe mwanakomana womukadzi akatsauka uye anomukira! Unoti handizivi kanhi kuti unowirirana nomwanakomana waJese kuti uzvinyadzise, iwe uyewo kuti mai vako vakakubereka vanyadziswe.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:21-39