1 Samueri 20:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, ‘Nditenderewo hangu ndiende nokuti mhuri yokwangu iri kucherechedza chibayiro muguta uye madzikoma angu akarayira kuti ndivepo. Kana ndawana nyasha kwauri, rega ndiende hangu ndinoonana namadzikoma angu.’ Ndokusaka asina kuuya patafura yamambo.”

1 Samueri 20

1 Samueri 20:28-36