1 Samueri 20:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akagara panzvimbo yake yamazuva ose pamadziro, pakatarisana naJonatani, uye Abhineri akagara parutivi rwaSauro, asi nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:21-31