1 Samueri 20:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akavanda mumunda, uye mutambo woKugara kwoMwedzi wakati wasvika, mambo akagara pasi kuti adye.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:15-29