1 Samueri 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Erikana akaenda kumusha kwake kuRama,asi mukomana akashumira pamberi paJehovha ari pasi paEri muprista.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:10-19