1 Samueri 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanopikisa Jehovha vachaparadzwa. Achavatinhirira ari kudenga;Jehovha achatonga magumo enyika.“Achapa simba kuna mambo wake, uye achasimudzira runyanga rwomuzodziwa wake.”

1 Samueri 2

1 Samueri 2:5-18