1 Samueri 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabata upenyu hwake mumaoko ake paakauraya muFiristia. Jehovha akakundira vaIsraeri vose nokukunda kukuru, uye imi makazviona mukafara. Zvino munoitireiko zvakaipa kumunhu asina mhosva saDhavhidhi nokumuuraya pasina chikonzero?”

1 Samueri 19

1 Samueri 19:1-11