1 Samueri 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akataura zvakanaka pamusoro paDhavhidhi kuna Sauro baba vake akati kwavari, “Mambo ngaarege kuita zvakaipa kumuranda wake Dhavhidhi; haana kukutadzirai, uye zvaakaita zvakakubatsirai zvikuru kwazvo.

1 Samueri 19

1 Samueri 19:2-12