1 Samueri 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pamakumbo ake akanga akapfeka zvidzitiro zvendarira, uye pfumo rendarira rakanga rakarembedzwa kumusana kwake.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:1-11