1 Samueri 17:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ane nguwani yendarira pamusoro wake uye akanga akafuka nguo dzokurwa dzamakwati endarira dzairema mashekeri zviuru zvishanub;

1 Samueri 17

1 Samueri 17:1-15