1 Samueri 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaFiristia vakakoka varwi vavo kuti vazorwa hondo ndokubva vaungana paSoko muJudha. Vakadzika musasa paEfesi Dhamimi, pakati peSoko neAzeka.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:1-5