1 Samueri 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya waibva kuna Mwari waiti wasvika pamusoro paSauro, Dhavhidhi aibva atora mbira dzake oridza. Ipapo Sauro aibva anzwa kusununguka; onzwa zviri nani uye mweya wakaipa wobva wamusiya.

1 Samueri 16

1 Samueri 16:22-23