1 Samueri 15:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kusvikira pazuva rakafa Samueri, haana kuzomboenda kundoona Sauro, kunyange Samueri akamuchema hake. Uye Jehovha akazvidemba kuti akanga aita kuti Sauro ave mambo wavaIsraeri.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:29-35