1 Samueri 15:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Samueri akabva akaenda kuRama, asi Sauro akakwira akaenda kumba kwake paGibhea raSauro.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:24-35