1 Samueri 15:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati, “Ndatadza hangu. Asi ndapota ndikudzei henyu pamberi pavakuru vavanhu vangu napamberi pavaIsraeri; dzokai neni kuitira kuti ndigononamata Jehovha Mwari wenyu.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:26-34