1 Samueri 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye Kubwinya kwaIsraeri haangarevi nhema kana kushandura pfungwa dzake; nokuti haasi munhu, kuti angashandura pfungwa dzake.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:23-34