1 Samueri 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuna Samueri, “Ndatadza, ndamukira murayiro waJehovha nezvamakandirayira. Ndakanga ndichitya vanhu nokudaro ndakateerera mashoko avo.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:17-31