1 Samueri 15:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kumukira kwakafanana nechivi chokuvuka, uye kusindimara kwakafanana nechivi chokunamata zvifananidzo. Nemhaka yokuti wakaramba shoko raJehovha, naiye akuramba kuti usaramba uri mambo.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:18-29