1 Samueri 15:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varwi vakatora makwai nemombe zvakabva pane zvakapambwa, izvo zvakanakisisa zvavakatsaurira Mwari, kuitira kuti vagozvibayira kuna Jehovha Mwari wenyu paGirigari.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:16-25