1 Samueri 15:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati, “Asi ndakateerera Jehovha. Ndakaenda parwendo rwandakatumwa naJehovha. Ndakaparadza vaAmareki zvachose ndikauya naAgagi mambo wavo.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:14-30