1 Samueri 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kumativi ose omupata waida kuyambukwa naJonatani kuti asvike pamusasa wavaFiristia, kwaiva neshongwe yebwe; imwe yainzi Bhozezi imwe ichinzi Sene.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:1-5