1 Samueri 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pakati pavo pana Ahiya, akanga akapfeka efodhi. Akanga ari mwanakomana womukoma waIkabhodhi, Ahitubhi, mwanakomana waFinehasi, mwanakomana waEri, muprista waJehovha muShiro. Hapana akaziva kuti Jonatani akanga aenda.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:1-9