1 Samueri 14:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe wavarwi akati kwaari, “Baba vako vasunga varwi nemhiko vachiti, ‘Ngaatukwe munhu upi zvake anodya zvokudya nhasi!’ Ndokusaka vanhu voziya.”

1 Samueri 14

1 Samueri 14:21-31