1 Samueri 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jonatani akanga asina kunzwa kuti baba vake vakanga vasunga vanhu nemhiko, saka akatambanudza muromo wetsvimbo yakanga iri muruoko rwake akainyika muzinga rouchi. Akasimudzira ruoko rwake kumuromo wake, meso ake akabengenuka.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:25-37