1 Samueri 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi vakakanganwa Jehovha Mwari wavo; naizvozvo akavatengesa kuna Sisera, mutungamiri wehondo yaHazori, uye nokumaoko avaFiristia namambo weMoabhu, uyo akavarwisa.

1 Samueri 12

1 Samueri 12:6-11