1 Samueri 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakachema zvikuru kuna Jehovha vachiti, ‘Takatadza; takasiya Jehovha tikashandira vanaBhaari navaAshitoreti. Asi iye zvino tinunurei kubva mumaoko avavengi vedu, tigokushumirai.’

1 Samueri 12

1 Samueri 12:1-12