1 Samueri 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana mukasateerera Jehovha, uye kana mukamukira mirayiro yake, ruoko rwake rucharwa nemi, sokurwa kwarwakaita namadzibaba enyu.

1 Samueri 12

1 Samueri 12:11-21