1 Samueri 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukatya Jehovha uye mukamushandira nokumuteerera uye mukasamukira mirayiro yake, uye kana imi namambo anotonga pamusoro penyu mukatevera Jehovha Mwari wenyu, zvichava zvakanaka!

1 Samueri 12

1 Samueri 12:5-15