1 Samueri 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhume padzakauya kuGibhea yaSauro vakaudza vanhu zvisungo izvi vose vakachema zvikuru.

1 Samueri 11

1 Samueri 11:1-6